Mapisarema 89:39 - Shona BIBLE39 Makasema sungano yomuranda wenyu; Makazvidza korona yake mukaikandira pasi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Makasema suŋgano yomuranda wenyu; Makaɀidza korona yake mukaikandira pasi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 Makasema sungano yomuranda wenyu; Makazvidza korona yake mukaikandira pasi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Makaramwa chitenderano chenyu nomuranda wenyu makaumburudza ngundu yamambo muvhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona39 Makaramwa chitenderano chenyu nomuranda wenyu makaumburudza ngundu yamambo muvhu. Ver Capítulo |