Mapisarema 89:3 - Shona BIBLE3 Ndakaita sungano nomusanangurwa wangu, Ndakapika kumuranda wangu Dhavhidhi, ndichiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndakaita suŋgano nomusanaŋgurwa waŋgu, Ndakapika kumuranda waŋgu Davidi, ndiciti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Ndakaita sungano nomusanangurwa wangu, Ndakapika kumuranda wangu Dhavhidhi, ndichiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Makati: “Ndakaita chitenderano changu newandakasarudza. Ndakatsidza kuna Dhavhidhi muranda wangu ndichiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Makati: “Ndakaita chitenderano changu newandakasarudza. Ndakatsidza kuna Dhavhidhi muranda wangu ndichiti, Ver Capítulo |