La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:2 - Shona BIBLE

2 Nokuti ndakati, “Ngoni dzichavakwa nokusingaperi, Muchasimbisa kutendeka kwenyu mukudenga–denga mumene.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti ndakati: Ŋgoni dzicaʋakwa nokusiŋgaperi; Mucasimbisa kutendeka kwenyu mukuɗeŋga‐ɗeŋga mumene.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti ndakati, “Ngoni dzichavakwa nokusingaperi, Muchasimbisa kutendeka kwenyu mukudenga-denga mumene.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios