Mapisarema 88:4 - Shona BIBLE4 Ndinoverengwa pamwechete navanoburukira kugomba; Ndakafanana nomunhu anoshaiwa mubatsiri; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndinoʋereŋgwa pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; Ndakafanana nomunhu unoshaiwa muɓatsiri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Ndinoverengwa pamwechete navanoburukira kugomba; Ndakafanana nomunhu anoshaiwa mubatsiri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba Ver Capítulo |