Mapisarema 88:18 - Shona BIBLE18 Iye, anondida, neshamwari yangu, makavaisa kure neni, Nomuzikani wangu ari murima. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Iye, unondiɗa, neshamŋari yaŋgu, makaʋaisa kure neni, Nomuzikani waŋgu uri murima. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Iye, anondida, neshamwari yangu, makavaisa kure neni, Nomuzikani wangu ari murima. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Makaita kuti vanondida neshamwari dzangu vandiseme rima ndiro rava shamwari yangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Makaita kuti vanondida neshamwari dzangu vandiseme rima ndiro rava shamwari yangu. Ver Capítulo |