Mapisarema 87:5 - Shona BIBLE5 Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nouyo vakazvarirwamo; Naiye Wokumusorosoro amene acharisimbisa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀirokwaɀo, pamsoro peZioni ʋacati: Uyu noyoyo ʋakaɀarirwa’mo; Naiye Wokumsoro‐soro amene ucarisimbisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nouyo vakazvarirwamo; Naiye Wokumusorosoro amene acharisimbisa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana zviri zveguta reZioni, zvingatonzi, “Nyika iyi neyoyo yakaberekwa imomo,” uye kuti Wokumusorosoro achaita kuti rimire. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana zviri zveguta reZioni, zvingatonzi, “Nyika iyi neyoyo yakaberekwa imomo,” uye kuti Wokumusorosoro achaita kuti rimire. Ver Capítulo |