Mapisarema 86:7 - Shona BIBLE7 Pazuva rokutambudzika kwangu ndichadana kwamuri, Nokuti muchandipindura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu ndicaɗana kwamuri, Nokuti mucandipindura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Pazuva rokutambudzika kwangu ndichadana kwamuri, Nokuti muchandipindura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pazuva rokutambudzika kwangu ndinodanidzira kwamuri nokuti imi munondipindura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pazuva rokutambudzika kwangu ndinodanidzira kwamuri nokuti imi munondipindura. Ver Capítulo |