Mapisarema 86:14 - Shona BIBLE14 Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari, ʋanoɀikudza ʋakandimukira, Ʋuŋgano yaʋanhu, ʋanomanikidza, ʋakatȿaka mŋeya waŋgu, Haʋana‐kukuisai pamberi paʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Mwari, vanozvikudza vakandimukira, Ungano yavanhu, vanomanikidza, vakatsvaka mweya wangu, Havana kukuisai pamberi pavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu vanozvikudza vandimukira Mwari, chikwata chamadzenga chinoda kundiuraya havana hanya nemi. Ver Capítulo |