Mapisarema 86:13 - Shona BIBLE13 Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika–dzika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ŋgoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mŋeya waŋgu pagomba rakadzika‐dzika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika-dzika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa. Ver Capítulo |