Mapisarema 85:11 - Shona BIBLE11 Zvokwadi zvinomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kudenga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀokwaɗi inomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kuɗeŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Zvokwadi zvinomera pasi; Kururama kwakatarira pasi kuri kudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kutendeka kuchakura kuchibva pasi; ururami huchatarisa pasi huri kudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kutendeka kuchakura kuchibva pasi; ururami huchatarisa pasi huri kudenga. Ver Capítulo |