Mapisarema 81:9 - Shona BIBLE9 Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kuno mumwe mwari wavatorwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ŋgakurege kuʋa’po pakati penyu mŋari wokumŋe; Musanamata kunomumŋe mŋari waʋatorwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kunomumwe mwari wavatorwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hapafaniri kuva navamwari vasiriivo pakati penyu. Hamufaniri kupfugamira mwari asingazivikanwi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Hapafaniri kuva navamwari vasiriivo pakati penyu. Hamufaniri kupfugamira mwari asingazivikanwi. Ver Capítulo |