Mapisarema 5:9 - Shona BIBLE9 Nokuti hapana kutendeka pamiromo yavo; Mukati mavo makashata shata; Huro dzavo hwiro hwakashama; Vanobata kumeso norurimi rwavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti hapana‐kutendeka pamiromo yaʋo; Mukati maʋo makashata‐shata; Huro dzaʋo bgiro bgakashama; Ʋanoɓata kumeso norurimi rwaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti hapana kutendeka pamiromo yavo; Mukati mavo makashata-shata; Huro dzavo hwiro hwakashama; Vanobata kumeso norurimi rwavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti hapana chavanotaura chechokwadi. Zviri pamwoyo pavo chaizvo ndezvokuda kuparadza; gurokuro ravo iguva rakashama vanonyengedza norurimi rwavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti hapana chavanotaura chechokwadi. Zviri pamwoyo pavo chaizvo ndezvokuda kuparadza; gurokuro ravo iguva rakashama vanonyengedza norurimi rwavo. Ver Capítulo |