Mapisarema 5:7 - Shona BIBLE7 Asi kana ndirini, ndichapinda mumba menyu nokuwanda kwounyoro hwenyu, Ndichanamata ndakaringira kutemberi yenyu tsvene ndichikutyai. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana ndirini, ndicapinda mumba menyu nokuwanda kwoʋunyoro bgenyu, Ndicanamata ndakariŋgira kutembere yenyu tȿene ndicikutyai. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Asi kana ndirini, ndichapinda mumba menyu nokuwanda kwounyoro hwenyu, Ndichanamata ndakaringira kutemberi yenyu tsvene ndichikutyai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi pamusana pemwoyochena wenyu wakawanda; ndichapinda mumba menyu. Ndichanamata ndichikuremekedzai ndakaringira kuTemberi yenyu inoera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi pamusana pemwoyochena wenyu wakawanda; ndichapinda mumba menyu. Ndichanamata ndichikuremekedzai ndakaringira kuTemberi yenyu inoera. Ver Capítulo |