Mapisarema 4:2 - Shona BIBLE2 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira rinhiko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rinhi? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nhai ʋanakomana ʋaʋanhu, kukudzwa kwaŋgu kucashandurwa kunyadziswa kuȿikira riniko? Mucaɗa ɀisinamaturo, nokutȿaka nhema kuȿikira rini? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira riniko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rini? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Ver Capítulo |