Judasi 1:15 - Shona BIBLE15 kuti atonge vose, nokurova vose vasingadi Mwari pamusoro pamabasa avo ose okusada Mwari, avakaita nokusada kwavo Mwari, napamusoro pamashoko ose makukutu akataurwa navatadzi vasingadi Mwari.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 kuti atoŋge ʋose, nokuroʋa ʋose ʋasiŋgaɗi Mŋari pamsoro pamaɓasa aʋo ose okusaɗa Mŋari, aʋakaita nokusaɗa kwaʋo Mŋari, napamsoro pamashoko ose makukutu akataurwa naʋatadzi ʋasiŋgaɗi Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 kuti atonge vose, nokurova vose vasingadi Mwari pamusoro pamabasa avo ose okusada Mwari, avakaita nokusada kwavo Mwari, napamusoro pamashoko ose makukutu akataurwa navatadzi vasingadi Mwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kuzotonga vanhu vose nokuzopa mhosva vasiri vatendi vaMwari, mhosva yezviito zvavo zvose zvisina Mwari zvavakaita namaitiro asina Mwari nemhosva dzose dzehasha dzaiitwa kwaari navasiri vatendi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 kuzotonga vanhu vose nokuzopa mhosva vasiri vatendi vaMwari, mhosva yezviito zvavo zvose zvisina Mwari zvavakaita namaitiro asina Mwari nemhosva dzose dzehasha dzaiitwa kwaari navasiri vatendi. Ver Capítulo |