Johane 6:7 - Shona BIBLE7 Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhinari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Firipo akamupindura, aciti: Ɀiŋgwa ɀamadenari anamazana maʋiri haɀiŋgaʋariŋgani, kuti mumŋe nomumŋe atore ɀishoma. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhenari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.” Ver Capítulo |