Johane 6:62 - Shona BIBLE62 Muchagodiniko kana muchiona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva pakutanga? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Mucagoɗiniko kana muciʋona Mŋanakomana womunhu acikwira kwaaiʋa pakutaŋga? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200262 Muchagodiniko kana muchiona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva pakutanga? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ko maiita sei dai kuri kuti munotoona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva kare. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ko maiita sei dai kuri kuti munotoona Mwanakomana womunhu achikwira kwaaiva kare. Ver Capítulo |