La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 6:60 - Shona BIBLE

60 Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

60 Ɀino ʋazhinji ʋaʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Iri shoko igukutu; ndianiko uŋgarinzwa?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

60 Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.”

Ver Capítulo Copiar

Johane 6:60

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios