Johane 6:6 - Shona BIBLE6 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Wakareʋa iɀoɀo kuti amuidze, nokuti iye wakaziʋa amene ɀaakaŋga aciɗa kuita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. Ver Capítulo |