Johane 6:44 - Shona BIBLE44 “Hakuna munhu angauya kwandiri, kana Baba, vakandituma, vasingamukwevi; neni ndichamumutsa nezuva rokupedzisira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana Ƃaɓa, ʋakandituma, ʋasiŋgamukweʋi; neni ndicamumutsa nezuʋa rokupedzisira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200244 “Hakuna munhu angauya kwandiri, kana baba, vakandituma, vasingamukwevi; neni ndichamumutsa nezuva rokupedzisira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 “Hapana angauye kwandiri kana Baba vakandituma vasina kutomukweva. Iniwo ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 “Hapana angauye kwandiri kana Baba vakandituma vasina kutomukweva. Iniwo ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira. Ver Capítulo |