Johane 6:38 - Shona BIBLE38 Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Nokuti handina‐kuɓuruka kuɗeŋga, kuti ndiite kuɗa kwaŋgu, asi kuɗa kwowakandituma. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200238 Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma. Ver Capítulo |