Johane 6:37 - Shona BIBLE37 “Zvose Baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanondipa ɀicaʋuya kwandiri; nounoʋuya kwandiri, handiŋgatoŋgomurashiri kunze. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 “Zvose baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze. Ver Capítulo |