Johane 5:6 - Shona BIBLE6 Jesu akati aona munhu uyo avete pasi, zvaaiziva kuti akanga akadaro nguva refu, akati kwaari, “Unoda kuporeswa here?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jesu wakati aʋona munhu uyo aʋete pasi, ɀaaiziʋa kuti wakaŋga akaɗaro ŋguʋa huru, akati kwaari: Unoɗa kuporeswa here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Jesu akati aona munhu uyo avete pasi, zvaaiziva kuti akanga akadaro nguva refu, akati kwaari, “Unoda kuporeswa here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?” Ver Capítulo |