La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 5:19 - Shona BIBLE

19 Zvino Jesu akapindura, akati kwavari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, mwanakomana haagoni kuita chinhu oga, kana asingaoni Baba vachichiita; nokuti zvose zvavanoita ivo, Mwanakomana unozviita saizvozvowo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Jesu akapindura, akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mŋanakomana haagoni kuita cinhu oga, kana asiŋgaʋoni Ƃaɓa ʋaciciita; nokuti ɀose ɀaʋanoita iʋo, Mŋanakomana unoɀiita saiɀoɀo ʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Jesu akapindura, akati kwavari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, mwanakomana haagoni kuita chinhu oga, kana asingaoni baba vachichiita; nokuti zvose zvavanoita ivo, Mwanakomana unozviita saizvozvowo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo zvirokwazvo ndinoti kwamuri, Mwanakomana haakwanisi kuita chinhu nokwake pachake asi kuita zvaanoona Baba vachiita nokuti zvavanoita ndizvowo zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo zvirokwazvo ndinoti kwamuri, Mwanakomana haakwanisi kuita chinhu nokwake pachake asi kuita zvaanoona Baba vachiita nokuti zvavanoita ndizvowo zvaanoita.

Ver Capítulo Copiar




Johane 5:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios