Johane 5:13 - Shona BIBLE13 Zvino akanga aporeswa, haana kuziva kuti ndiani; nokuti Jesu akanga abva, zvakwaiva navanhu vazhinji panzvimbo iyo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakaŋga aporeswa, haana‐kuziʋa kuti ndiani; nokuti Jesu wakaŋga abva, ɀakwaiʋa naʋanhu ʋazhinji panɀimbo iyo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akanga aporeswa, haana kuziva kuti ndiani; nokuti Jesu akanga abva, zvakwaiva navanhu vazhinji panzvimbo iyo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi munhu uya akaporeswa haana kuziva kuti ndiani nokuti Jesu akanga anyangarika sezvapanga paina manyoremanyore avanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi munhu uya akaporeswa haana kuziva kuti ndiani nokuti Jesu akanga anyangarika sezvapanga paina manyoremanyore avanhu. Ver Capítulo |