Johane 5:10 - Shona BIBLE10 Zvino vaJudha vakati kune akaporeswa. “ISabata, hautenderwi kutakura nhoo dzako.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋaJuda ʋakati kunowakaporeswa: isaɓata, hautenderwi kutakura nhoʋo dzako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vaJudha vakati kune akaporeswa. “ISabata, hautenderwi kutakura nhoo dzako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ipapo vaJudha vakati kumunhu akanga aporeswa, “Nhasi iSabata, haubvumirwi kuti utakure rukukwe rwako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ipapo vaJudha vakati kumunhu akanga aporeswa, “Nhasi iSabata, haubvumirwi kuti utakure rukukwe rwako.” Ver Capítulo |