Johane 4:45 - Shona BIBLE45 Zvino akati achisvika Gareriya, vaGareriya vakamugamuchira, nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita Jerusaremu pamutambo wePasika, nokuti naivo vakanga vaendawo kumutambo wePasika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino wakati aciȿika Garirea, ʋaGarirea ʋakamugamucira, nokuti ʋakaŋga ʋaʋona ɀose ɀaakaita Jerusarema pamutambo, nokuti naiʋo ʋakaŋga ʋaenda ʋo kumutambo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200245 Zvino akati achisvika Gariria, vaGariria vakamugamuchira, nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita Jerusaremu pamutambo wePasika, nokuti naivo vakanga vaendawo kumutambo wePasika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Paakasvika kuGarirea, vaGarirea vakamugamuchira nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita kuJerusaremu pamazuva makuru nokuti naivowo vakanga vaenda kumazuva makuru iwayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona45 Paakasvika kuGarirea, vaGarirea vakamugamuchira nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita kuJerusaremu pamazuva makuru nokuti naivowo vakanga vaenda kumazuva makuru iwayo. Ver Capítulo |