Johane 4:43 - Shona BIBLE43 Mazuva maviri akati apfuura, akabvapo; akaenda Gareriya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Mazuʋa maʋiri akati apfuʋura, akabva’po; akaenda Garirea Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Mazuva maviri akati apfuura, akabvapo; akaenda Gariria. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Mushure memazuva maviri aya akaenda kuGarirea. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Mushure memazuva maviri aya akaenda kuGarirea. Ver Capítulo |