Johane 4:40 - Shona BIBLE40 Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagarapo mazuva maviri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋaSamaria ʋakati ʋaciȿika kwaari, ʋakamunyeŋgetera kuti agare naʋo; akagara’po mazuʋa maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagarapo mazuva maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri. Ver Capítulo |