La Biblia Online

- Anuncios -

Johane 4:11 - Shona BIBLE

11 Mukadzi akati kwaari, “Ishe, hamuna chamungachera nacho, tsime rakadzika, zvino mvura mhenyu mungaiwanepiko?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Mukadzi akati kwaari: Ishe, hamuna‐camuŋgacera naco, tsime rakadzika, ɀino mvura mhenyu muŋgaiwanepiko?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Mukadzi akati kwaari, “Ishe, hamuna chamungachera nacho, tsime rakadzika, zvino mvura mhenyu mungaiwanepiko?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mukadzi uya akati kwaari, “Changamire inga hamuna chokuchera nacho wani uye tsime rakadzika iyo mvura mhenyu yacho munoiwanepi?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mukadzi uya akati kwaari, “Changamire inga hamuna chokuchera nacho wani uye tsime rakadzika iyo mvura mhenyu yacho munoiwanepi?

Ver Capítulo Copiar

Johane 4:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios