Johane 3:21 - Shona BIBLE21 Asi anoita chokwadi, anouya kuchiedza, kuti mabasa ake aonekwe, kuti akaitwa muna Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi unoita ɀokwaɗi, unoʋuya paciedza, kuti maɓasa ake aʋonekwe, kuti akaitwa munaMŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Asi anoita chokwadi, anouya kuchiedza, kuti mabasa ake aonekwe, kuti akaitwa muna Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari. Ver Capítulo |