Johane 2:4 - Shona BIBLE4 Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” Ver Capítulo |