Johane 2:25 - Shona BIBLE25 Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Wakaŋga asiŋgatȿaki kuti munhu mumŋe apupure ɀomunhu; nokuti wakaŋga aciziʋa iye ɀiri mumunhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. Ver Capítulo |