Johane 2:18 - Shona BIBLE18 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Uŋgatiratidza ciratidzo ceiko, ɀaunoita ɀinhu iɀoɀo? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Ver Capítulo |