Johane 1:8 - Shona BIBLE8 Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Uyo wakaŋga asati ari ico ciedza, asi wakatumŋa kuti apupurire ciedza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Ver Capítulo |