Johane 1:50 - Shona BIBLE50 Jesu akapindura, akati kwaari, “Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuona munyasi momuonde here? Uchazoona zvikuru kuna izvozvi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akapindura, akati kwaari: Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuʋona munyasi momuʋonde here? Ucazoʋona ɀikuru kunaiɀoɀi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akapindura, akati kwaari, “Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuona munyasi momuonde here? Uchazoona zvikuru kuna izvozvi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.” Ver Capítulo |