Johane 1:43 - Shona BIBLE43 Ava mangwana akada kuenda Gareriya, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Aʋa maŋgwana akaɗa kuenda Garirea, akawana Firipo; Jesu akati kwaari: Nditeʋere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Ava mangwana akada kuenda Gariria, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Ver Capítulo |