Johane 1:42 - Shona BIBLE42 Akamuisa kuna Jesu. Jesu akamutarira, akati, “Ndiwe Simoni, mwanakomana waJona, uchanzi Kefasi zvinoshandurwa, dombo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Akamuisa kunaJesu. Jesu akamutarira, akati: Ndiwe Simoni, mŋanakomana waJona, ucanzi Kefasi (ɀinoshandurwa, ɗombo). Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200242 Akamuisa kuna Jesu. Jesu akamutarira, akati, “Ndiwe Simoni, mwanakomana waJona, uchanzi Kefasi zvinoshandurwa, dombo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Akauya naye kuna Jesu. Jesu akamutarisa akati, “Iwe unonzi Simoni Mwanakomana waJohani zvino uchanzi Kefasi,” (zvinoreva kuti Pita). Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona42 Akauya naye kuna Jesu. Jesu akamutarisa akati, “Iwe unonzi Simoni Mwanakomana waJohani zvino uchanzi Kefasi,” (zvinoreva kuti Pita). Ver Capítulo |