Johane 1:41 - Shona BIBLE41 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiya” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa). Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Ver Capítulo |