Johane 1:34 - Shona BIBLE34 “Ini ndikaona, ndikapupura kuti uyu ndiye Mwanakomana waMwari.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ini ndikaʋona, ndikapupura kuti uyu ndiye Mŋanakomana waMŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 “Ini ndikaona, ndikapupura kuti uyu ndiye Mwanakomana waMwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ini ndakazviona uye ndinopupura kuti uyu Mwanakomana waMwari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ini ndakazviona uye ndinopupura kuti uyu Mwanakomana waMwari.” Ver Capítulo |