Johane 1:32 - Shona BIBLE32 Johani akapupura, akati, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akagara pamusoro pake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Johane akapupura, akati: Ndakaʋona Mŋeya aciɓuruka kuɗeŋga senjiʋa, akagara pamsoro pake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Johani akapupura, akati, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akagara pamusoro pake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Johani akapa umboo uhu hwokuti, “Ndakaona Mweya achiburuka kudenga senjiva akasvikogara paari. Ver Capítulo |