Johane 1:18 - Shona BIBLE18 Hakuna munhu akatongoona Mwari; mwanakomana akabereka ari mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hakunomunhu wakatoŋgoʋona Mŋari; Mŋari wakaɓerekwa ari mumŋe woga, uri pacifuʋa caƂaɓa, ndiye wakamuziʋisa isu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Hakuna munhu akatongoona Mwari; mwanakomana akabereka ari mumwe oga, ari pachifuva chababa, ndiye akamuzivisa isu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. Ver Capítulo |