Johane 1:11 - Shona BIBLE11 Akauya kune zvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Wakaʋuya kuneɀake, asi ʋanhu ʋake haʋana‐kumugamucira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Akauya kunezvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira. Ver Capítulo |