La Biblia Online

- Anuncios -

Joere 3:21 - Shona BIBLE

21 Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ndicapembedza ropa raʋo randisina‐kumbopembedza; nokuti Jehova unogara paZioni.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ndichapembedza ropa ravo randisina kumbopembedza; nokuti Jehovha anogara paZioni.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Ndichatsividza ropa ravo uye handisi kuzombopembedza munhu ane mhosva, nokuti TENZI anogara muguta reZioni.

Ver Capítulo Copiar

Joere 3:21

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios