Joere 3:13 - Shona BIBLE13 Isai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopa pfuma; nokuti kushata kwavo kwakura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Isai ɓaŋga renyu mumunda, nokuti ɀiyo ɀaibva; ʋuyai muȿine, nokuti ciȿiniro cewaini cazara, ɀiȿiniro ɀinopafuma; nokuti kushata kwaʋo kwakura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Isai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopapfuma; nokuti kushata kwavo kwakura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pinzai jeko nokuti kukohwa kwasvika. Pindai mutsike-tsike nokuti mokusvinira waini machiti shutu kuzara. Makate ari kufashukira nokuti uipi hwavo hwakura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pinzai jeko nokuti kukohwa kwasvika. Pindai mutsike-tsike nokuti mokusvinira waini machiti shutu kuzara. Makate ari kufashukira nokuti uipi hwavo hwakura.” Ver Capítulo |