La Biblia Online

- Anuncios -




Joere 2:18 - Shona BIBLE

18 Ipapo Jehovha akava negodo pamusoro penyika yake, akanzwira vanhu vake tsitsi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ipapo Jehova akaʋa negodo pamsoro penyika yake, akanzwira ʋanhu ʋake tsitsi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ipapo Jehovha akava negodo pamusoro penyika yake, akanzwira vanhu vake tsitsi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ipapo TENZI akaita shungu nenyika yake, akanzwira vanhu vake urombo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ipapo TENZI akaita shungu nenyika yake, akanzwira vanhu vake urombo.

Ver Capítulo Copiar




Joere 2:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios