Joere 2:15 - Shona BIBLE15 “Ridzai, hwamanda paZioni, tsaurai zuva rokuzvinyima zvokudya, danai vanhu kuungano yakatarwa; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ridzai hwamanda paZioni, tsaurai zuʋa rokuɀinyima ɀokudya, ɗanai ʋanhu kuʋuŋgano yakatarwa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 “Ridzai, hwamanda paZioni, tsaurai zuva rokuzvinyima zvokudya, danai vanhu kuungano yakatarwa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ridzai hwamanda muguta reZioni, tsaurai zuva rokutsanya, kokerai musangano wezvokunamata, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ridzai hwamanda muguta reZioni, tsaurai zuva rokutsanya, kokerai musangano wezvokunamata, Ver Capítulo |