Joere 1:7 - Shona BIBLE7 Rwakaparadza muzambiringa wangu, nokuvhuna muonde wangu; rwakausvuura kwazvo, nokuuwisira pasi; matavi awo acheneswa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Rwakaparadza muzambiriŋga waŋgu, nokuvuna muʋonde waŋgu; rwakauȿuʋura kwaɀo, nokuuwisira pasi; mataʋi awo aceneswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Rwakaparadza muzambiringa wangu, nokuvhuna muonde wangu; rwakausvuura kwazvo, nokuuwisira pasi; matavi awo acheneswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rwaparadza migirepisi yangu rukatsemura-tsemura mikuyu yangu. Rwakayikwatura ganda rayo rukarikanda pasi, matavi ayo akati ngwerewere kuchena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rwaparadza migirepisi yangu rukatsemura-tsemura mikuyu yangu. Rwakayikwatura ganda rayo rukarikanda pasi, matavi ayo akati ngwerewere kuchena. Ver Capítulo |