Genesi 50:6 - Shona BIBLE6 Farao akati, “Kwira, undoviga baba vako, sezvavakakupikisa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Farao akati: Kwira, undoʋiga ɓaɓa ʋako, seɀaʋakakupikisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Farao akati, “Kwira, undoviga baba vako, sezvavakakupikisa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akati, “Enda zvako undoviga baba vako sokutsidzirana kwawakaita navo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Farao akati, “Enda zvako undoviga baba vako sokutsidzirana kwawakaita navo.” Ver Capítulo |