Genesi 50:26 - Shona BIBLE26 Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo Josefa akafa, aʋa namakore anezana negumi; ʋakamusasika, akaiswa mubokisi paEgipita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo. Ver Capítulo |